Chrisy Baye
happiness over everything ctaah family
19/06/2026
Taurai tizwe vakabvako ku school
19/06/2026
Baba nema siblings avo .maswera sei
19/06/2026
When i think about the people who really mean a lot to me, my thought always turn to you. Mamuka sei henyu
18/06/2026
Hoza Friday .....
18/06/2026
Madya here chema nheru ukoo .kuno chava patafura .murare munyasha hama vadikanwi
18/06/2026
Ma siblings eku ctaah family iwayo ari kuzvi dyira. Maswera sei hama ne shamwari.
18/06/2026
Life is like a dice, we never know what comes next. Unogona kungo muka uri mbinga. Mamuka sei henyu
17/06/2026
Pamwe pacho hapade kutarisa zviri munhu, asi kuteerera zviri kutaurwaa iwai zvenyu madam.
17/06/2026
Never lose today's happiness by thinking about yesterday's pain. Maswera sei
17/06/2026
Ndoo nguva yacho chaiyo yekumboopfeka mamwe mazi bhachi aya amakaisa muhandaki .maswera sei .....
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Telephone
Website
Address
Rustenburg