TEO Events
For all your wedding and function requirements (videography and photography, PA system, MC,
Minister Citah Angie this child is so talented I remember years back ndichimuona on Facebook ndikabata vabereki vake kuti bring her Ku studio ,uyu unongomuti mira apo and tell you what pa10mins uyu unenge watora more than 30 pictures nokuti hauna chaunomuudzira ma poses anoita ega ,mupei kuti it's advert iyi tinotengesa chakati muone zvaanoita ,toti you are a musician woti ita song iyi so that we push it anorova zvekuti huya uone...dzakura manje I'm back again nemwana uyu,we will do our best kuti mwana uyu aonekwe nevanoda kushandidzana naye zvikabuda mushe she can pay her school fees nokuda kwema adverts anengewo akaita mamupa basa ,try this one muone
07/09/2026
Vasikana nemadzimai. Let us always remember this. Chero uchene sei , chero uve ne body yakaita sei, tyt rikangooneka chete it destroys everything. Tyt harifaniri kufa rakaoneka please . Whether nepavent , whether kuzasi, whether kudhinda. Nhai. Zvinopedza mucheno and it's a disgusting sight.
Munhu anotouya kumuchato akadai kwanai imi
07/09/2026
Missing person ......
Wedding day .......
Let's talk about this ,ndakaona kuti mukomana akazvipira kuti ndoda kunoitawo zvakanaka ndoda kutsvaga kamari kangu ndinoita zvekuroorawo munhu wangu ,things are tight kwese including kumba kwenyu kwaarikuuya kuzoroora asi a boy child aripama1 ,kutosarudza kuita zvakanaka ndipo paunotoomeserwa chaiko .Many times patinonoita photoshoot kumarooro a boy child aripakushunguridzika ,dzimwe mari vabereki dzamuku charger ngatisadaro tarisawo background yemukuwasha nekunobviwa mwana anenge azama otiwo ndiite zvakanaka ndisaite zvekumitisa
Akaita zvekumitisa akatizisa akazouya ne$200 munofara muchiti ahhhh atombouya hake ,ndeupi anofanirwa kuomeserwa akamitisa neauyawo munzira yakanaka?
Vabereki tisadaro pamwe pacho hatisikuisawo value kumwana komana ,wenyu uyu wamukupa value kudaro ndiyo value yake chaiyo here?
07/09/2026
Tafonerwa nema students akati wandei today zvikanzi nhai ve TEO Events Friday kune graduation please pamakaita PROMOTION takanga tisina mari please tiitireiwo ,ndangofarira kuti people look up to us kkkkkk asiwo chitiwo kana maona post ye PROMOTION respond wo ka
Tanzwa kwachooo PROMOTION yacho takuita asi please we are giving you 2 DAYS to make your bookings as in payments so that tibve takupai ma slots
$40 per hour instead of $80
$25 for 30 mins instead of 40
App us on 0772866545 you can do your bookings via ecocash on this number name Mathew Mhembere then send pop on app on the same number and book your slot
LETS GOOOOOOOOOOOOOOOO
tag someone arikuda shoot
07/09/2026
Gweru woyeeeeeeeeeeee
Get your table and buy your ticket tinakirwe mohwa here zvandotaura vanhu veGweru .Kwekwe ,Kadoma, Bulawayo you are invited even Harare nokuti isu ve Harare we are coming
Gweru Massive
fans
06/09/2026
$2000 inokwana here pakuroora?
06/09/2026
Nyama yenyama yake.....
Sprinkleseventszw idzi dzakaona kuti Ku South Africa kukumhanyiswa vanhu ndokubva dzati regai tigare todzokera kumusha kkkkk apa kwainzi kumusha nekuno kuHarare manje ...
Chandakafarira apa dzine shungu dzeku pusher Brand radzo apa dzogona experience ye Joni yaunzwa kumusha kkkkk
Well-done my sister
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
Harare
Opening Hours
| Monday | 08:00 - 17:00 |
| Tuesday | 08:00 - 17:00 |
| Wednesday | 08:00 - 17:00 |
| Thursday | 08:00 - 17:00 |
| Friday | 08:00 - 17:00 |
Alerts
Be the first to know and let us send you an email when TEO Events posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.