Prophetess Oracle Real

Prophetess Oracle Real

Share

Ndibatei /+263782257337/+263789577378/+263715652389
Prophetess oracle official number please if you texted on any of these number but no reply use another one

15/09/2026

Ndanzi Ndokuudzai kuti zvirikurwadza uye zvirikurema asi panopfuurika

14/09/2026

Marriages @ topfans

14/09/2026

Mwari ngavanzwe kuchema kwako

12/09/2026

Imbobatawo mari yausina zera nayo gore rino risati rapera. Ndiwo munamato wangu kwauri in the name of Jesus.

12/09/2026

Mwari vekudenga vacharwa hondo dzako unyerere Mangwanani ano. Psalm 46:10

10/09/2026
10/09/2026

Munamato wangu nhasi kwauri iwe urikuverenga message ino pfuma yako ngaivake zvinobatika Mikana yakanaka ivhurike. . Zvinokupa mari, mabasa ese ngaachengetedzwe. Mhepo dzeurombe dzisiyane neropa rako nezita raJesu

09/09/2026

Zuva rako ngariropafadzwe,Mwari vatange newe pane zvakanaka zvose muzuva ranhasi

08/09/2026

Ndaona Iwe nemhuri yako warangarirwa nedenga

Want your public figure to be the top-listed Public Figure in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Address


Harare