Daniel Mutendi

Daniel Mutendi

Share

Blog yekutanga yeChiShona. Tinonyora uye kuhwereketa nyaya zhinji tichishandisa rurimi gweChishona

Iyi inzvimbo inowanikwa zvinyogwa zvefungwa dzangu nedzevamwe vangangofarira kukurudzira mutauro weChiShona. Ini ndakanyanya kurerekera kururumi gweVakaranga asi tinoda vose vanotaura havo ChiShona. Hard Copies of each book available for USD$8 each (postage applies if you are out of Harare. We also post world wide)
Soft copies available via Mazwi:https://shop.mazwi.co/product/misi-yese-haifanani/https://shop.mazwi.co/product/tsuro-nagudo-every-dog-day/

22/11/2018
Photos 27/08/2018

R200 or $15.

01/08/2018
02/07/2018

Download the Afrika Bhukus App for free on Play Store and read the book Mazai eMheni

Daniel Mutendi 24/02/2018

Chero hadzo mbare dzekumusana dzoonekwa mazuvano nekuda kwezvionioni zvavako izvi, kuudziwa nezvadzo kunyimwa chete. Zviri mukati memaputiro ebhuku iri zvikukutu. Imbare dzekumusana chaidzo! Mazai Emheni Daniel Mutendi Vanokwanisa heyo link yekutenga: https://www.amazon.com/Mazai-eMheni-Shona-Daniel-Mutendi/dp/0797483748/ref=sr_1_1?ie=UTF8&qid=1516459087&sr=8-1&keywords=mazai+emheni
Picture credit Sophia Mutendi

Daniel Mutendi

06/02/2018

Bhuku redu Mazai Emheni ravakuwanikwa paAmazon, kunyanya kune avo vari mhiri. Link yacho iyi: https://www.amazon.com/Mazai-eMheni-Shona-Daniel-Mutendi/dp/0797483748/ref=sr_1_1?ie=UTF8&qid=1516459087&sr=8-1&keywords=mazai+emheni

Want your business to be the top-listed Shop in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Address


Harare
0000

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Daniel Mutendi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Harare.